Vamwe amai vakapinda maOK ndokuona Perfume yainzi ROMANCE ndokuichiva, vakakanda mubasket. Vakaona futi mabrugwa echikadzi aive akanaka uye akachipa ndobva vatora one. Vasvika paTill mari yabva yaramba kukwana zvikanzi nemukomana aive paTill, "Amai, kana murikuda zveRomance bvisai bhurugwa tichaye zvinhu".
Amai vaye vakati, "Watikudini?"