Find by tag

Zuva harichatowaniki

Hurumende yedu payangotaura kuti yave kuda kuita zvema solar geyser,  zuva riye ratotanga kunetsa kuno ratoenda kwenyu richirikowo here?

Muroora - Zvinzvimbo pamusha

Vamwene vachiudza muroora mutsva: "Muroora, pamba pano VaTezvara wako ndivo President, Minister of Defence, Minister of Finance and Minister of Health. Ini Amwene vako ndini Vice President uye Minister of Home Affairs, Minister of Agriculture, Minister of National Housing and Minister of Gender. Murume wako uyu ndiye minister of youth saka iwe muroora pako ndepapi ?
Muroora achinyemwerera ndokuti "Ini ndiri leader weOpposition party."

Maticha haazivi zvaanoda!

Mateacher makanzi pfekai mauniform mukaramba. Hezvo nhasi hurumende yoti irikutanga kubhadhara mauniformed forces imi mochema. Saka munodei chaizvo?

Huwori hwakatanga paGreat Zimbabwe

Corruption (huwori) haina kutanga nhasi. I'm sure great Zimbabwe kuzomira isina simende was not the initial design but some corrupt official akadya mari ye simende ikatozovakwa pasina. 

Get nyambo in your inbox!