Find by tag

Wasu weku Cresta Engineering

Ana Wasu vakange vakagara pabottle store vachikurukura nyaya dzekumabasa kuHarare. Vekutanga vakati mazuva iwayo vakange vava kushanda kuCresta Jameson. Vechipiri vakati vakanga vachishanda ku Sheraton. Vechitatu vaishanda ku Cresta Lodge Vamwe vaviri vakanga vari Bulawayo Holiday Inn kudhuze neUBH.

Mumwewo mukomana akati akanga achishanda kuCresta Engineering. Akasekwa nevamwe kuita kunge achachema, vaiti ivo kana munhu usingashandi usanyeba. Akambenge anzwa kupi hotel yainzi Cresta Engineering.

kubhadharana pa hotera

Mai Tindo was driving, semunhu anga aneta ndobva vatsvaga Hotera yangairipedyo. After 3hrs vamuka vakuda kuenderera mberi nerwendo vakasvika pacounter kuti vabhadhare:
Mai T: How much kurara kwandaita?
Cashier: $250
Mai T: Ahh yakawandisa, deedzai manager!
..Manager comes...
Manager: Ehe ndizvo. 250 because tine maSwimming pool munomu.
Mai T: Handina kuswimma ka ini?
Manager: Imi maregererei? Plus tine vaimbi, tourist attraction, maSports akasiyana siyana
Mai T: Panezvese hapana chandaona ndanga ndakarara
Manager: Maregererei? Hanti manga muri muno zvenyu.
..Mai T vanobudisa chikwama chavo vobhadhara $50..
Manager: Ko imwe $200?
Mai T: Ndakubhadharisai kurara kwamaita neni!
Manager: Handina kurara nemi...!!!
Mai T: Hanty ndanga ndiri muno? Saka maregererei?

kuda zvinhu - menu mu hotera

Woenda Holiday Inn, woona menu yakanzi: 
  • Salted white corn, rare jucy beans, garnished with rift potatoes & topped with organic unprocessed guacamole!
  • Price: $ 52
Wobva wa Order!
Wobva waunzirwa only to find out Mutakura  with some Avocado.
Apo ndopaunatanga kuziwa kuti teacher we English akanga asiri munhu wekutamba naye.

Musikana dofo - geography

Hanzi musikana anga achinyepera mukomana kuti akadzidza iye asina. So vakazoenda kuhotel . Mukomana akabvunza musikana kuti "iri cei geography?" Musikana akati" iri right asi ndajaira kuidya ine nyama."

Get nyambo in your inbox!