Find by tag

Heat Wave 2015 - Kudzima ma photo

Haa mapisiro arikuita kunze ndasvika paku deleter ma photo andakatorwa ndakapfeka juzi

Heat Wave 2015 - Huori

Nehuori hwemu Zimbabwe munogona kutoishaya heat wave iyoyi ikunzi ikuuya paweekend Mashefu agovana ega!

Heat Wave ku Kariba haizotishayisi doro?

Whilst vamwe vese muri worried nekudyiwa kweChelsea, Ini I am equally worried nekupera kwemvura muKariba. 
Fear yangu ndeyekuti mvura iyi haizoperi here zvekuti Delta inozoshaya mvura yekubikisa doro.

Kariba yakazo zara here

Ko paya painetsa magetsi zvainzi Kariba Dam mvura hakuna? 
Ko apa magetsi haachanetsa wani saka kureva kuti rakazara? 
Mubvunzo wangu ndewekuti dam iri rakazadzwa nezuva here?

Pamwe titori mu gehena -heat wave

Panyaya ye heatwave:
Tinenge tichingoti kuri kupisa izvo Jesu vakatouya vakatora vatsvene vavo isu tikasara mugehena

Get nyambo in your inbox!