Find by tag

Nguva yekutenda pa Radio Zimbabwe

Radio Zimbabwe. Nguva yekutenda. 

D.J - Hello paRadio Zimbabwe.
Caller - Hello. Ndirikuda kutendawo. 
D.J - Taurai henyu nyaya yenyu. 
Caller - Ndawanikidzwa namadam ndiine girlfriend inogara musame line nesu. Vabva vamhanya kumba kwakunoisa 2l yecooking oil pastove. Ndichingopinda padoor vabva vandidira poto yese yemafuta, wanike Handina kutsva. Madam vabva varangarira kuti hakuna magetsi. Saka ndoda kungotendawo VEZESA nebasa ravo guru ravari kuita rekudzima magetsi. Rambai makadaro.

Ndamhoroswawo paradio nhasi

Ndirikufara hama dzangu nhasi ndamhoreswawo paradio pane munhu afona akatindoda kukwazisa  Khama Billiat, Alick Macheso, Mai Dube, Constable Moyo, Knowledge Musona nevose vakateerera, apa ndanga ndakatoterera zvangu!

Get nyambo in your inbox!