Find by tag

Winky D muimbi, kwete muporofita

2016 pamuchaona kuti ma problem enyu haana kuita disappear ndopamuchaziva kuti Winky D muimbi, kwete muporofita

Ma problems ese disappear - mvura, magetsi, salary

zvinhu zvava kuto dissapear mu Zimbabwe

1. rains dissapear
2. magetsi dissapear
3. mvura dissapear
4. salaries dissapear
5. mabasa dissapear

Imi moimba Hepi hepi?

Ma problems ese disappear - Gore rinopera na 6

Chimbo tora kanguvana ucherechedze makore apfura akapera na 6 kuti anga akadi.......
1976 - Chimurenga war
1986 - Drought
1996 - ESAP
2006 - Hyperinflation
2016 - ????
Kunenge kwakaipa gore rino! Ndikunzwe futi uchiti maproblems ese disappear. 

Get nyambo in your inbox!