Random
Community
Find by tag
Nyambo dzine tag 'gonyeti'
Shoko rekuti Gonyeti rakabvepi?
Ko shoko rekuti "Gonyeti", Sekuru vako vainzwa murungu wavo achibvunza nechirungu kuti "Has the lorry GONE YET" vakafunga kuti lorry ndiyo yainzi GONYETI.
gonyeti
dofo
sekuru
Gonyeti raka nanga Beitbridge
Gonyeti ramira pambudzi richideedzera $2 paBeitbridge vanhu kwakumhanyidzana wena 15 vakakwana vapinda paya Gudo richibva ragara zvaro pasteering zvikanzi vazukuru ini ndinokanganwa batanidzai mapondo angu agare auya. Team rabatanidza paye nekutya vabhadhara. Chinzwa Ma1 acho manje after every 5 km Gudo raingodedzera vazukuru ini ndinokanganwa mapondo angu ngaauye.Team parakazosvika Beitbridge ranga rabhadhara $300 pamunhu.apa waiti ukaendesa yakabatana change yanga isingauye
gonyeti
gudo
mhuka
kuda zvinhu
beitbridge
Jah Prayzer haana mota?
Son: Dad asi Jah Prayzer haana mota?
Dad: Of course anadzo hobho.
Son: kanjani ma newspaper ese ari kuti 'Jah Prayzer akakwira Gonyeti?"
gonyeti
Jah Prayzah
Pamela “Gonyeti” Zulu
Mukudzeyi Mukombe
Featured Tags
madzibaba Nzira
ndebele
mainini
mbavha
Ignatius Chombo
bhazi
chidhakwa
musikanzwa
rufu
ambuya
bhora
ndondo
tsuro
zvituko
kumusha
hure
dishi
mukadzi
mhondi
chikoro
bocha
dofo
nhamo 2016
church
reserve bank of zimbabwe
mari
imbwa
hwindi
mwanasikana
hure
vamwene
chimoko
teacher
basa
munamato
imbwa
masoja
shongrish
kombi
chimbuzi
kuzvitonga
rudo
kurwa
kutengesa
chikoro
zesa
chinhoyi
dofo
chikoro
baba
Get nyambo in your inbox!