Find by tag

air time yemahara

Vanoda air time, heyo: 5524841236489113. 
Kana yaramba mondifonera. Asi handifungi kuti inoramba becoz ndamboyi juicer ikaita.

Uniform yemapurisa - From Hero to Zero

From Hero to Zero. Uniform iya yaimbokwirisa mabhazi mahara, kuHarare yave kurovesa.