Find by tag

VaMasendeke vati Munhu wese!

MASENDEKE akasvika paigeza vakadzi parwizi ndokuti "nhasi ndinokuridzai mese". Akabva atanga nemusikana akanga aripo, ndokutevera pane mumwe, ndokusvika pane muroora. saka pakange pasara kamwe kachembere kane 70 years. saka muroora akbva ati zviri nani modzokororaini pane kuridza ambuya because vakura. kachembere kakabva katanga kupenga kachiti "IWE WAGARA UNE UDYIRE VaMASENDEKE VATI MUNHU WESE! SAKA CHAVE CHIJANA CHANGU!"

Chembere ichiyimba zim dancehall

Ndazoseka Gogaz yepa next door nhasi ichi imba masongs aFreeman. Paya paanoti HKD BOSS

Hanzi neGogaz: 8Kg bones


Chero nemi mungati munhu angaite makore anenenge total time yebhora plus injury time

Nemi tinoti Refereee (Ref) ngaachiridza *pito*