Find by tag

Ndatambira

Musikana akaona whatsapp status yemufesi wake yakanzi ndatambira. chinzwa conversation pakati pevaviri:

Thelma: Hello hun
Majid: Wakudei inga wanga usingachade zvekutaura neni?
Thelma: Im sorry hun 4n yangu yaishandiswa nesister yangu. Saka toita sei zvawatambira sweet?
Majid: Toenda kurufu ndatambira shoko rekuti hanzi sekuru vashaya
Thelma: Usandikwidze hasha makuseni ano, zivai zvekuisa pastatus

Maruva pa Valentines

Zvakanzi na pastor ku church: 
"You should know your wife's favourite flowers this valentine!" 
Chinoz dzichibva dza zevezera kuna madam vadzo dzichiti:
 "Handiti yako iSelfraising Flour ka!!

Vakaroorwa valentines haisi yenyu

Kovakadzi vakaroorwa munoda ma
valentine presents eiko ,makamboona
hove irimufiriji ichipihwa maworms?

Valentine's - MDC

Beware.:-

Pa x- mas makapfeka dzemasoja tikakuregererai.

Nhasi mukapfeka dze MDC hameno henyu

Valentines prayer yemadzimai

Prayer for Valentine's Day:
Mwari komborerai njere dze varume vedu vakwanise kuziva nokuona musiyano weKUSHAYA NE KUOMERA

kubva mu Valentines yava Cyclone

Vakadzi vaya vatanga!
Hanzi babie urikunditengera chii pa cyclone!!!!!!