VaChihera vanodzoka from clinic vasina kurapwa. Ko sei madzoka? Zvikanzi: "Haiwa kune dzinza rose rairapwa, ndodzokera mangwana". ldzinza ripiko Chihera?
"Ivava vemutupo unonzi NEXT nechirungu, haada kufa kurinani, vaidaidzwa ivo chete, mumwe atoda kundibatanidzira kuti ndimi next ndikati bodo ndiri Chihera ini".