Find by tag

Mazita anoenderana nenguva

Nhai ndibatsireiwo munoriona sei zita iri.... my friend gave birth to a bouncing baby boy saka andibvunza zita reshona rechimanje manje . Ndamuti SANDODZASHE, ririsei?

Grade 1 - Unonzi ani?

Mwana ainzi anius vaishotena vachiti ani zvakazonetsa mudzidzisi paakada kuzoenda kuchikora grade 1 
Mudzidzi:Unonzi ani? 
Anius:Munotoziva zita rangu makaudzwa namukoma kani?

Bond Notes: Mazita anoenderana nenguva yatiri

Kune wachangobara kana warikutarisira, hawo maazita anofambirana nenguva:

  • Bondnashe
  • Tawanabond
  • Tabondwa
  • Bondmore
  • Bondwell
  • Bondelina
  • Bondlyn
  • Bondikelelo
  • Tabondzwa
  • Takubondwa
  • SimbanaBond
  • Bondknows
  • Bondfree
  • Bondward
  • Bondson
  • Bondington

Cyclone Dineo - mazita evanhukadzi

Grace: Ko hindava maCyclones achipiwa mazita evanhukadzi?
Ruvheneko: Coz ndovane mhepo

Get nyambo in your inbox!