Find by tag

Baba vamwa mushonga weshiri

Akawana murume wake akati rapata kurara pasi pemuti,kufema achifemera kurekure. Parutivi pake paine empty bhodhoro reEagle. Hoyo mukadzi mhere kwetsu, hanzi vanhuwee huyai mundionerewo murume wangu anwa mushonga weshiri!
Potai muchimwira kumba vakadzi vazive doro

Get nyambo in your inbox!