Find by tag

Mapurisa otandaniswa ne mapositori

Wotoona mapositori achitandanis mapurisa, wotoshaya kuti zviri kumbofamba sei

Gospel nema Avocado (2016)

Unonzwa Fungisai achiimba kuti amai ndakanaka handisi avocado repamusika rinongobatwa richisiiwa asi wozonzwa Andy Muridzo achiimbawo kuti mai mwana wakanaka uri avocado unenge Derira

Wotoshaya kuziva kuti ko asi maAvocado acho akasiyana here

Get nyambo in your inbox!