Find by tag

Ma presents kuna mai

Paiva nevamwe vana vaiva naamai vaibva kuGhana. Rimwezuva vakafunga kutengera mai vavo mapresents, wekutanga akatenga mota yekufambisa vachinoona hama.

Wechitwo akatenga imba ine marooms 36, wechithree akavatengera parrot yaizovavaraidza ichitaura zvisina basa.

Mai vacho havana kunyatsofara nekuti vaiti havana hama muZimbabwe saka vaisazoshandisa mota yacho. Kune wechitwo vakati havana munhu wekugara naye mumba macho asi vakatenda wechithree vakati wakandipa kahuku endekainaka.

Ndiyani wa drawa magaro pa board?

Ticha watsva pachikoro vakadrawer human heart paboard kwakubvunza vana kuti chii?. Vana wese waingoti magaro. Ticha nehasha akamhanya kwaheadmaster kwakusvikomuudza kt vana varikumudheerera. Head haana kubvunza zvakawanda. Vakabva vaenda vese kuclass zvikanzi nahead ko imi vana sei muchidheerera madam imi. Vana vakati hatina kumbowadheerera. Nehasha zvikanzi nahead kana musiri kudheerera saka adrawer magaro paboard apo ndiani??

Vana ngava baiwe jekiseni re gwirikwiti

Ndichivimba kuti maswera sei sei kwese kwamuri,  ndaida kungoti kwamuri Kune vaya vanoti kuvarume kana vakadzi vavo "baby" plz endayi navo vanodonhedzerwa Vitamin A nekubayiwa Measles ne Rubella

Get nyambo in your inbox!