Find by tag

Mwana we tortoise anonzii

mwana wemunhu anonzi chii: mwana

mwana wembwa anonzi chii: mbwanana

mwana weshiri anonzi chii: shirana

mwana wetortoise anonzi chii: totoisana

Hauna kusiyana nembwa

Chinoz and Madam vake vakagara zvavo mu-lounge
after dinner...
Madam (to Chinoz): Unogona ku-swimmer?
Chinoz: Aiwa
Madam: Saka unokundwa nembwa? Ha ha ha kikik
kikikiki (kuseka) Chinoz keeps quiet. Then a few moments later...
Chinoz: Ko iwe unogona ku-swimmer?
Madam: Yes of-course!
Chinoz: Saka hauna kumbosiyana nembwa

Imbwa dzepa next door dzanetsa

Chinoz wyf" daddy imbwa dzepanext door dzirukunyanya kuita noise endai munotaura navo tave kutadza kurara.chinoz wakes up, goes thr and returns after 15 mins bt the noise was now 3 tyms  more.

irritated the wife asks"ko noise yacho zvayatonyanyisakasi mawatadza? Chinoz replied"aiwa mai mwana ndatora imbwa dzacho ndikadziisa muyard medu kuti vambozvinzwawo zvadzinoita."

kana mumhu akuti urimbwa

Ukanzwa munhu achikuti urimbwa, chibva wamuruma, akakuti dhongi chibva wamukika, hameno akakuti uri hure unoita sei....wongoonawo zvaungaita.

mari yembwa

Just imagine uriwe unganzwa sei...
Toti une imbwa yako ine zvimbwanana, wobva wazvitengesa. Wosheedza shamwari yako monodya mari iya. Shamwari yako yadhakwa yotanga kudeedzera ichiti, "todya mari yembwa..!!!"

imba ichi kurukura nekiti

Imbwa: shamwari ini ndagara ndine munyama .
Kiti: why my friend.
Imbwa: anoba anonzi anoba sembwa ,anohura anonzi anohura sembwa ,anokara anonzi anokara sembwa ,chero murombo anonzi imbwa chaiyo, why my friend? why?
Kiti: siyana navo imbwa dzevanhu

Endai muno baisa imbwa

Manzwa here kuti mangwana vose vanembwa mudzimba vaende kunodzibayisa ma jekiseni Ku office ? Saka vaya vanoti varume imbwa chaidzo endai munovabaisa i $5 chete ndatenda

Imbwa ichizamiwa doro

Teacher vakaisa mvura nedoro in different dishes and took a dog. Imbwa yakabva yamwa mvura ikasiya doro then the teacher asked vana kuti vadzidzei . Tindo akabva ati ndadzidza kuti wese asingamwi doro imbwaaa

Munhu asingamwi doro imbwa!

Teacher vaida kuratidza vana kuti doro rakaipa vakaisa doro munerimwe dish rimwe ndokuisa mvura vakatora imbwa kuti imwe imbwa yakasiya doro kwakumwa mvura, Teacher vakabvunza kuti madzidzei, vana vakati tadzidza kuti munhu asingamwi doro akangofanana nembwa

kana munhu akakuti urimbwa...

Kana munhu akakuti urimbwa, ibva wamuruma ipapo, 
akakuti uridongi, ibva watomukava ipapo, 
akakuti urihure.... aaaaaaah, uchawonawo yekutamba wavemunhu mkuru!!!!

Pane mwana atsikwa nemota akafa

Ndarwadziwa nhasi pane kamwana katsikwa nemota kakafa. Muridzi wemota kwaakuburuka ndokukasimudza akabata gumbo kwaakukarasa mumahuswa paside peroad masikati machena. Lucky kanga kari kamwana kembwa. Bt mwana mwana

Chimbomirai kupa imbwa sadza

Guys ndibatsireiwo ndaenda kwaMbuya vaSta, amai vamai Sta, mudzimai wangu, ndapihwa sadzandiri kudya. 
Zvino ndirikunzwa vachisheedzera vari ku kitchen kuti, 'chimbomirai kupa imbwa chikafu mozo sanganisa nerinenge rasiiwa nababa vaSta'.
Apa ndiri kusvinyanga musuwa wekupedzisira mundiro hamuchina chinhu, ndodini?

Doro raka rambwa nembwa

Unotonzwa munhu achiti andinwe doro, nekuti rakarambwa nembwa.Doro rakanyatsonyorwa kuti "Not for sale to persons under 18".Ndeipi imbwa yawakamboona ichisvitsa 18 yrs dzekuzvarwa saka ingagonwa doro sei iyo iri under age. Rega tihudzase isu Festive season iyi vamwe vakamirira kuti imbwa dzisvitse 18 yrs dzigotanga kunwa.

Tendaiwo asikana

Janet: Varume vose imbwa!
Veronica‬: Kana wako ari imbwa havirevi Kuti vose imbwa my sister. Ini wangu is a two headed snake who is unashamful and conniving.a dirty pig asina hunhu. Better wako imbwa chete. learn to appreciate asikana

Get nyambo in your inbox!