Find by tag

Zvinotaurika pa muchato

Zvinhu zvaunonzwa zvichitaurwa pamuchato wema Zimbo:
  1. Muchato wacho ndewe nzara nzara
  2. Iye angachate atonenhumbu
  3.  (madzimai eruwadzano)...Kutotinyima chikafu tirisu tachibika,handeyi asikana vachasuka mapreti vega
  4.  (mfundisi mumbombera) Nhayi ndirikuoneka kuti ndadhakwa,handiti  ndichaita munamato wekuvhara.
  5. Vaperekedzi kutodada ungati ndivo vachata 
  6. Hanzvadzi yemukadzi wacho inenge iri kurwara.
  7. Dai tanonoka kusvika taishaya food
  8. Gown racho rakakundwa kunaka neramai Sorobhi
  9.  Hanzvadzi dzemurume wacho dzine bapu
  10. Takazodakwa because tisu taitoronga machapu acho.
  11. Kokagero kaya kemasteps kakazofamba sei?Kaindida zvakaipa.
  12. Ndiri kutaimira kagero ako kari kuita masteps
  13. Isisu kuChurch service hatisvike - tongozobaya kufunction kumachapu
  14. Food iri bho yese inenge iri kungoenda ku High table
  15. Muzukuru wangu uyu.Hawumuketi here?
  16. Ihama dzangu but dzinodada..
  17. Rice ravo rakatsva
  18. Mukadzi wacho akawanza makeup
  19. Nyama yakaiswa soda iyi
  20. The bride is a slut, we've all had her!
  21. Voetsek wenyu, maspeech eyi nawo?
  22. Voetsek vawo, ma "steps", ma "steps" kuti zvigoita sei? > 4.
  23. Ko, hanzi beer rapera here? 
  24. Zvekufeeder hama dzavo first ndozvadii?
  25. I forgot my invitation at home.
  26. The bride and I are very closely related. Uchiri kuziva Mukadzi waSekuru vaTete vemudzimai wangu, vaye vakaroorwa naBusinessman uye wekwaZvimba? Right. Mukoma vavo ivavoka, ndiye mwana wavo uyu!
  27. Boys, I think the beer's finished, ngatishayikeyi!
  28. Ende vanhu vachamaker ava, ma presents so!
  29. Varikunyeba kuti beer rapera, ndaudzwa kuti rakazara mudeep  freeze!
  30. How can she wear that dress with those shoes?
  31. Vanga vachitoshaina muBenz iye. Mota yekuhire! Dai iri yavo better!
  32. Nhai, pane anombovaziva varikuchata vacho?
  33. Beer so, inini vachatozo nditandanisa chete kuti ndibve pano!
  34. Let's go, but ngatitoreyi ma"takeaway" beer first!

Get nyambo in your inbox!