Find by tag

Hauchadyi nguruve

Muporofita akanyudza mutadzi katatu mumvura ndokuti wava chisikwa chitsva kubva nhasi wamupostori,  hauchadya pork”. 

Mupostori mutsva achisvika kumba akanyudza pork mumvura katatu ndokuti kubva nhasi  wachisikwa chitsva wakunzi beef wakudyiwa”

Farirai kugeza madzimayi

Manga muchizviziva here kuti mukadzi paanoti kumuporofita imba yangu ikunetsa murume haasikurara kumba chero bonde neni haachadi madzibaba voti oyi muteuro uyu mogeza 6days katatu pazuva anenge atoona kuti dambudziko riri pakugeza .

Tiri mugore rezvidzidzo

Get nyambo in your inbox!