Find by tag

Kombi iri kumboendepi?

A kombi is going from Harare City Centre to a high density surburb in Warren Park.

Some guy's phone rings,he picks up "honey am on my way to Marondera for a burial, I'll call you when I get there."


Another phone rings & a lady seated in front of an old man picks up & says; "sweetheart am on my way to University of Zimbabwe campus to pick up application forms for a degree, please send me AIRTIME". 


Then another passenger's phone rings and a young girl answers and he says "Daddy, I am on my way to Borrowdale for an interview, I will call you  later"


The old man sitting at the back feels so agitated and in a panicky voice
shouts "Driver Stop!" Where exactly is this kombi going?"

Shangu pa road test

Wotopa munhu bhutsu kuti akusonere. 
Wozoona akadzipfeka pa bottle store...
Wobvunza kuti "ko zviri kumbofamba sei nebhutsu dzangu???"
Wotoudzwa kuti dziri pa "Road Test"

Bond coin ne rand pa tuckshop

Wotosvika paTuckshop uchida maheu wobvunza kut imarii zvobva zvanzi 5rand iwe neconfidence wobudisa 5 rand yacho.
Ndipo paunonzwa zvonzi aah mari idzi hatisi kutambira mazuva ano dzirikuzotinetsa. Tirikuda mabond. Wotoshaya kuziva kuti bond rakazoita rand riinhi?
Ndopaunozoona kut zvidzidzo zvegore rino ukaita zvekutamba unofoira.

Get nyambo in your inbox!