Find by tag

Chi rapa-rapa chana hwindi

Language yema hwindi emuHarare mazuva ano!!

  1. Kutakura mupurisa... 'Ndabata datya.' (coz cops dont pay).
  2. Kuisa Kombi mu neutral... 'Isa gear muhomwe.'
  3. Mune hama dzemuridzi wekombi here muno?... 'Mune ma foam rubber here muno?'
  4. Driver fambisa mota, handei... 'Zora butter mutyairi.'
  5. Daily takings (mari pakupera kwezuva)...'Zvabuda musarudzo.'
  6. Pindai mukombi, musamira panze...'Vabereki wandirai mukati senhumbu.'
  7. Driver ita 140km/hr... 'Driver, tipe $1.40.'
  8. Reverse...'Idyai nesele driver.'
  9. Kutorerwa mapassengers neimwe kombi....'Ndaurayirwa vaenzi.'
  10. Munhu asingade kubhadhara mukombi...'Maita n'anga muno.'
  11.  Maita munhu mudhafu (and therefore hazvisi kuita kuti vagare vari 4 pa seat)...'Iro seat iro rakagarwa nema landlord.

pazhira (mukorekore nemu vhitori)

Muvhitori achibvunza mukorekore nzira:
Muvhitori: ndopazhira here apa?
Mukorekore: pazhira uone murovero wandokuita!

Zamanishoni rechiShona

Shona Paper 1 Time 1hr 30min Can You Pass?

1. Tonde akasangana naJohn achienda kumunda, Ndiani aienda kumunda?

A .John 
B.Tonde 
C.Vose 
D.Hapana

2. Chii chatinokama kana taenda kudanga?

A. Mombe
B. Mukaka
C. Zamu
D. Nyatso

Masasi ekupenga: Mitauro yandinogona

Babie ndinotaura 3 ma Languages (mitauro)

  • Shona
  • Rough
  • NeNhema

Get nyambo in your inbox!