Find by tag

Asi watumwa nema white imperialist?

Prof Moyo vachitaura nemudzimai wavo: 

Amai Prof: Nhai daddy dai taita bonde nhasi, tagarisa! Kubva paCongress shuwa...
Prof: Asi watumwa nema white imperialists kahi? Ndoziva kuti #dirtyharry ari involved #ourflag. 

Chinoz - 1Million Man March 2016

Reporter: Vachinoz maiona sei march yanhasi? Chinoz: Yabudirira hayo asi pakaitwa mistake nokuti yaifanira kunzi 1Million Man May nekuti March akatopfuura!

Nhau dzema pay dates 2016

Hedzinoi nhau mururimi rwechishona:

Munyika yezimbabwe ma pay dates ave kugarirwa dare kunge mari yeroora. Kumirirwa kuti abude kunge mudzimu.

Get nyambo in your inbox!