Find by tag

Chinoz - gstring

Mwanasikana waChinoz akafa neAIDS , Pakugova nhumbi, Chinoz akasangana ne G string remwana wake. Ndokudzungudza musoro achichema akaribata. Akati chirwere chakashata ichi kun'en'ena bhurugwa remwana wangu kusvikarasara tambo dzega kudai 

Masasi ekupenga - mabhurugwa achinja

Zvakaoma,kare taibisa bhurugwaremusikana kuti tione magaro manje ikozvino takubisa magaro kuti tione bhurugwa.

Get nyambo in your inbox!