Find by tag

Kutyisa kwe Zim Dollar

Dai vanhu waitya Mwari sezvavanoita Zimdollar , Zimbabwe ingadai iri mberi mberi kwedzimwe nyika.

Mhando dzevakadzi ne mari

Kune mhando dzevakadzi dzakati wandei, panoti 
  1. Zim dollar - ava vakadzi vakavimbika uye vasingadi nevarume vavo, they are very supportive.
  2. Bearer cheque - aapa pane nyaya, unogona kubva kubasa ukawana aenda zvake, atoExpire, hapana zviripo.
  3. US-Dollar - uyu haabve pamurume zvekumhanya, asi shanje, shanje kani, asi uuuum inhamo zvayo.
  4. Bond-coin - apa ndopane nyaya, vanochengeta asi value yavo ndeyefake, ukasanyatsoona unoti wawana mukadzi asi hapana hapana.
  5. Bond-note - haaaaa uyu mukadzi ane zvivindi, haadiwe asi anotouya chete. Kuvhundutsira pamusha, haatye kana munhu. Anotuka varidzi vepamba iye asati ambogarapo. Nembwa dzinotomuziva asati asvika.                     

Get nyambo in your inbox!