Find by tag

Tsoro yavakutyisa!

Kutamba draft/tsoro is now a criminal offence mushure mekunge masoja eku cranbone anzwikwa achidaidzira kuti "uraya bhobho, ukauraya bhobho tinenge tapinda". 
Vari kurohwa pasi petsoka kutaura kuno, kuti vataure kuti vakatumwa nani kuzouraya mukuru wenyika. Chitotambai henyu chess!

Hondo yamasoja nama nurse muna 2016

MaNurse awuya kuipa! In return for late salary payments, varikuti Masoja, ZRP, ZPS musauya kuzvipatara kuzotora ma ARV, kwanzi muchamwa ma bullets

Nhau dzema pay dates 2016

Hedzinoi nhau mururimi rwechishona:

Munyika yezimbabwe ma pay dates ave kugarirwa dare kunge mari yeroora. Kumirirwa kuti abude kunge mudzimu.

Valentine's - MDC

Beware.:-

Pa x- mas makapfeka dzemasoja tikakuregererai.

Nhasi mukapfeka dze MDC hameno henyu

Masasi ekupenga - Surprise birthday ku state house

Guys ...pane vakasununguka here tiende tinoita surprise birthday party ya President ku state house

Get nyambo in your inbox!