Find by tag

Uri kuchemei pa recipe?

A cheating wife recieved a massage from a boyfriend saying ''Its over....!'' 
Murume ndokubvunza achiti: ''What are you reading sweetie?'' 
Mukadzi ndokuti: ''A recipe from mai Tanaka''
Murume: ''Saka uri kuchemei?'' 
Mukadzi: ''Ndavakuverenga part yekucheka onion ''

Get nyambo in your inbox!