Find by tag

Hope dzechando hadzina kunaka!

Mumwe mface akarota aine nhumbu yakurwadza ndobva aenda mulabour, paaigomera nurse vachiti, "Push! Push!" Nurse ndokuti, "Makorokoto mava nemwana". Paakapepuka wanike aita dhodho, apa anga arikumba kwebabie.

Masasi ekupenga - Mbabvu nehope

*Chikonzero Mwari yaakavatisa murume hope huru paaibvisa rumbabvu kugadzira mukadzi akaona kuti ndikazviita munhu uyu achiona.mangwana ndodzoka asisina kana mbabvu 1 dzose apedza achigadzira vakadzi

Zviroto - unomuka wakatota chete!

Ukarota urimundege, haumbomuke urimundege.
Ukarota uriurimumota, haumbomuki urimumota.
Ukarota uchidzingirirwa, haumbomuki wakuneimwe nzvimbo.
Asi the only dream comes true kurota uchiita weti! Unomuka wakatota chete

masasi ekupenga - kurota hope

Ndarota ndiri mombe mukadzi we shamwari yangu ari huswa. Zvinorevei nhai

masasi ekupenga

WIFE: daddy nhasi ndarota manditengera cake
HUSBAND: saka rara futi uridye.

Get nyambo in your inbox!