Find by tag

Masasi ekupenga - Mbabvu nehope

*Chikonzero Mwari yaakavatisa murume hope huru paaibvisa rumbabvu kugadzira mukadzi akaona kuti ndikazviita munhu uyu achiona.mangwana ndodzoka asisina kana mbabvu 1 dzose apedza achigadzira vakadzi

Munhu waizopedza mbabvu dzose

Chikonzero Mwari akavatisa murume hope huru paaibvisa rumbabvu kugadzira mukadzi akaona kuti ndikazviita munhu uyu achiona.mangwana ndodzoka asisina kana mbabvu 1 dzose apedza achigadzira vakadzi

Get nyambo in your inbox!