Find by tag

Munyama uri kumbobvepi

Murume: mai mwana hanty paya pandakarwara nemakumbo wanga uineni
Mukadzi: hongu baba
Murume: paya pandakadzingwa basa kwandaishanda wanga uripo
Mukadzi: ichokwadi daddy
Murume: pandakatsikwa nemota waingova neni
Mukadzi: ehe ishuwa darling
Murume: munhamo nematambudziko ese wanga uripo
Mukadzi: its true my luv (about to cry nerudo)
Murume: saka ndaona kuti pese pandakatambura waingova neni so: CHISIYANA NENI NDIWE UNONDIPA MUNYAMA!!!

Get nyambo in your inbox!