Find by tag

Super Mandiwanzira

Unenge uchitengerwa tuma super kubhawa neboys apa wazvimbirwa waakudawo lager unoti chii?Unoti 'boys dzangu super mandiwanzira'???

kukara doro nguva yana Jesu

Pama shamwari ako hapashaikwe one munhu wekuti dai aiveko the time Jesus converted water into wine, aizoswera zuva rese achimuteverera ne 20Litres yemvura achiti, "MaBoss chero mukandiitira masese haina pressure."