Find by tag

Sabhuku nemusikana wavo mudhorobha

Sabhuku vakasangana nemusikana wavo mutown. Havo nyengu muneimwe shop. Kababy kabva kati "ndirikuda handbag iyo but manje ndakanganwa mari yangu kumba.pliiiizzzzzz do something."
Sabhuku: Ok. Ririkuita marii bag racho handisi kuona paneprice
Baby: Ririkuita $65 igenuine leather.
Sabhuku vakaburitsa wallet yavo. Ndakaona chibaby
chakuswedera padhuze chichivapuruzira. Vakabva aburitsa bond coin (50 cents) ndokupa chibaby
Sabhuku: Mhanya kumba undotora mari yacho yawakanganwa.

Get nyambo in your inbox!