Find by tag

Gospel nema Avocado (2016)

Unonzwa Fungisai achiimba kuti amai ndakanaka handisi avocado repamusika rinongobatwa richisiiwa asi wozonzwa Andy Muridzo achiimbawo kuti mai mwana wakanaka uri avocado unenge Derira

Wotoshaya kuziva kuti ko asi maAvocado acho akasiyana here

Zivai maLyrics enziyo musati maimba

"Kana musingazive malyrics musaimbe nziyo nekuti munozotsamwisa vamwe"

Yambiro iyi mapiwa naZephaniah Zuze uyo arikurapwa ari kuchipatara cheChinhoyi. Zephania akadirwa mafuta anopisa ari pakati pekugeza mushure mekunge anzwikwa achiimba nziyo yaAndy Muridzo achiti "Mai mwana munenge gorilla"

Bhodhoro na Andy Muridzo

Bhodhoro richibuda Andy achipinda. 
Andy achibuda bhodhoro richipinda
Zvichingofamba zvakadaro

http://hmetro.co.zw/im-pregnant-by-muridzo-bev/

Andy Muridzo ndiye oga murume after a whole team failed to make a score pagedhe  ra Bev rinozivikanwa rakavhurika pane magedhe ose:

Line up yevarume vakuru vaipotsa pena pana Bev
1. Qonfused
2. Walter Magaya
3. Jah Prayzer
4. First Farai
5. Khama Biliat
6. Ricky Fire
7. Simba Bodyslam
8. Peter Moyo

Get nyambo in your inbox!