Find by tag

chinoz - Mazita ama bhuku

Teacher: Ndipeiwo mazita emabook amunoziva
Bruce Kangwa: Kusasana Kunoparira by M. A. Hamutyinei
Teacher: Good... Umwe
Zvirekwi: Macbeth by W. Shakespear
Teacher: Excellent!!! Umwewo
(Chinoz raises his hand with much enthusiasm)
Teacher: Eh Chinoz tell us...
Chinoz : Counter book by Croxley.

Novel rino tsanangura zviri kuitika muZimbabwe

Nderipi novel rinonyatsa kutsanangura zvinhu zviri kuitika munyika yeZimbabwe?

1. Things fall apart
2. House of hunger
3. No longer at ease
4. Coming of the dry season. 
5. The gods must be crazy
6. Waiting for the rain
7. Flowers of a dry season
8. Mbona mbona kutsvaga chikiti chitema murima.
9. Kurauone
10. Inongova njake njake
11. Animal farm
12. Kukurukura hunge wapotswa.
13. Jekanyika
14. Wakandigona wena.
15. Minister munhuwo
16. Makunun'unu maodzamoyo 
17. Zvairwadza vasara

Njere hadziwanikwe mumabhuku chete......

Mai vakashanyira mwana wavo kuchikoro ainzi mike aigara ne room mate yake yechisikana yainzi Sally.

Pavakaona kunaka kwaroom-mate yemwana wavo vaka suspecta kuti vaviri ava vanofanira kunge vachidanana, chimwe chakaonekwa namai ava
ndechekuti Sally ane cup yake yesilver yaanofarira kunwira
chero chipi chinwiwa zvacho. Amai vakaviga cup iya mu
magumbezi aSally. 

Mushure me one week mai vamike vadzokera kumba Sally akauya achiudza mike kuti kubva
pakauya mai vako cup yangu handichaione. 

Mike akafonera mai vake achiti: 'Handina kuti makaba cup uyezve handisikuti hamuna kuba asi kuti cup yakangoshaika kubva pamakabva kuno.' 

Mai ndokuti: 'Kana neni hindisi kuti munodanana kana kuti hamudanane, ndiri kungoti dai Sally airara mumagumbeze ake dai makawana cup.

Sando 🔨 🔨 🔨 kunaani??

Get nyambo in your inbox!