Find by tag

Pilot achidzidzisa benzi ndege

Pane ndege yaive nema penzi aienda kumental therapy kuChina . Rimwe benzi rakaenda kuna pilot zvikanzi ndidzidzise ku operator ndege
Pilot: tanga wanyararidza vamwe vako.
Benzi : ok no problem
Akabuda within a second manga manyararwa ndokudzoka akadzidziswa ndege kusvika akugona.
Pilot: ko iwe manyararwa kudai kwakanAka here
Benzi : no ndavavhurira door ndikati endai kunotambira panze ndimbodzidziswa ndege.

Zviroto - unomuka wakatota chete!

Ukarota urimundege, haumbomuke urimundege.
Ukarota uriurimumota, haumbomuki urimumota.
Ukarota uchidzingirirwa, haumbomuki wakuneimwe nzvimbo.
Asi the only dream comes true kurota uchiita weti! Unomuka wakatota chete

bronco - ndege yarira

Pachikoro chiri pedyo neairport paiva nemwana wechikoro mukomana. akanga akadhakiwa nebronco so sairini yakarira muna madam iye akagara pakona akashevedzera kuti:
madam ndege yarira.
Class yese yakati bvuu kuseka!

Get nyambo in your inbox!