Find by tag

Masasi ekupenga - tear gas ye ma riots (2016)

Sorry guys mukangoonawo ndati zii. Tight programme, ndiri busy mazuva ano handisi kubatika. Ndakawana tender yeku supplier tear gas.

Mapurisa ano dzidziswei ku Morris Depot?

Unotonzwa munhu achi complainer achoti police ikuita brutality. Wotoshaya kuti anofunga kuti 6 months ku trainning tinenge tichidzidza Hospitality and Catering here

Get nyambo in your inbox!