Find by tag

Kugona munhu wechikwereti (harare protests 2016)

Kana paine munhu arikuku netsera chikwereti muudze kuti huya utore ndiri mutown

Zvonosangana neRiot ikoko

Borrowdale ne budiriro

KuBorrowdale kwaifanirwa kunzi kuBudiriro because kwakazara vanhu vakabudirira.Ku
Budiriro ndiko kwaifanirwa kunzi kuBorrowdale because team yeikoko haizorore kukwereta,they borrow big time.

Torai neka bhuku...

Manheru a nezuro pane katuckshop kari kumaraini kwangu kakapazwa nematsotsi ndichiona. Ndaitotyawo asi chandakango kwanisa kuita ndecheku dedzera kuti 'torai ne ka book ke zvikwereti...'

kuvanda munhu wechikwereti

Ndini uyo ndiri paden nevana vangu ndakaona munhu we chikwereti achiuya asi kuti nditize zvanga  zvisingaiti. Ndakabva ndazvikwidibira nezi dish!!. 
Munhu we chikwereti akabvunza baba varipo here ZVIKANZI HAVAPO, zvikanzi kana vauya muvaudze kuti ndatora dish. 

kwereta huku...

Pane number dzatumira message mufoni mangu yakanzi 'kwereta huku, ndouya neko ndobhadhara', apa tatoundura akufona akuti sorry i wrong number apa handina mari yekubhadhara, Police inobatsira here apa becoz vekueconet vati tauriranai?

Get nyambo in your inbox!