Find by tag

Tangai manzwisisa ma instructions

Mambo vakakokorodza vanhu vakati "Anenge abvisa shumba zino rayo ndiye achabvisawo mwana wangu humhandara."


Shumba yanga yakavharirwa mumba mazuva mashanu isina kudya. Majaya emudunhu
akaedza vese vakafiramo. Mambo akadaidzira kuparara kwemusangano. Kamwewo kamudhara kaitobva kumunda kakabvunza zvaiitika kakanzi kana muchida pindai muneshumba umo kakatsanangurirwa katove mukati.


After 10 minutes dze noise nekuchema mudhara akabuda sweating and tired zvikanzi, "Shumba ndabvisa humhandara musikana anoda kubviswa zino arikupi?"

Kufa kuri nani

Wife: sweetheart,ndiurairewo shumba. 
Husband: umm bby wandiomesera wadii wati ndiite chimwe chirinani. 
Wife: horaiti,ndipewo foni yako ndiverenge ma whats app messages ako. 
Husband: ahhh ndiratidze hako kuneshumba ndiuraye

Ndiyani angaba shumba?

Ndakawana graft paLion n Cheetah Park, 3 months ndichishanda bhoo murungu kwaakundidzingira kuti ndakasiya gedhi repa lion enclosure rakashama pandakachaisa. 
Anorwara! Anofunga kuti ndiyani angabe shumba?

Get nyambo in your inbox!