Find by tag

Kunamata kwaoma, mafundisi nama prophet ari kungo para mhosva

Yah kunamata muno munyika kwakuite kwechioma diko.  Ndakatanga ndiri kwamadzibaba Nzira ndokubva asungwa nge rape case. Kwakuti regai ndiende kwaGumbura wanike isame issue. Pandakati rekai hangu ndidzokere kuchipostori bvandaenda kwamadzibaba Ishimairi, iye kwakutifurira kuti tirove mapurisa tichiobve tasungwa . Kwakoenda hangu kwapastor Evan achibva atiza America. Bvandaenda hangu kwaMadungwe wanike akutotizire hake kudenga kwakubudira kwamai Chisamba. Ndechoenda hangu kwaMagaya. Imwi we. Achipedza kundinamatira police ichiosvike nendaa yekuti wakaite rape. Ngenyi anhu arikudai. But why

Get nyambo in your inbox!