Find by tag

shongrish - rudo randipedza mafuta

Chirungu chakaoma!
Umwe musikana waida kunyora tsambambozha kumukomana wake nechirungu. Aida kuti "Rudo rwako rwandipedza mafuta".
Asi nekugozha kwechirungu, musikana wakanyora kuti: " Hi babie, your love finished my vaseline "

Get nyambo in your inbox!