Find by tag

Mai yekuda makuhwa

Pane amai vaida makuhwa chaizvo nerimwe zuva vakasvika pachibhora pasina munhu ndokuchera mvura yavo vakuenda vakanzwa kuseka pachibhorani vakacheuka vakaona vakamwe vakadzi vari pachibhorani vakabva waita seva gumburwa ndokudonhedza mugomo wemvura ndokudzoka pachibhorani wasvika vakabvunza vamwe vawo kuti waisekei . Zvikanzi totoseka hedu nhamo kunge rugare chibhorani chafa tisati tambo zadza kana mgomo one.

Get nyambo in your inbox!