Find by tag

Zebra nokunaka kwaro rinogara musango...

Zebra nokunaka kwaro rinogara musango. But donkey nokushata kwaro rogara pamusha mudanga. Its not about beauty, Its about character.
Ma yellowbone muchadya ma likes pa Facebook, the dark ones vachichata every Saturday.

vakadzi vava kuwanza makeup

Ikozvino varume vanoto fanirwa kufamba nema dish ne sipo,  akaona mukadzi waada oti gezai kumeso asikana tizivane...

Kuitira kuti asazo ita heart attack the next time he sees her..

Get nyambo in your inbox!