Find by tag

Yeast muma hewu nema fetikuku

Mwana: Nhai Mhamha  maheu nedoro zvakasiyana chii?
Mama: maheu haaiswe yeast, doro rinoiswa yeast ndosaka richidhaka.
Mwana: kkkkkkkkkk 
Mama: urikusekei?
Mwana: saka pamunoisa yeast muma fetikuku paya ndosaka muchizopopota stereki nhai, munenge madhakwa!
Mama: pfutseki
Mwana: yeast iya yatanga futi

Get nyambo in your inbox!