Find by tag

Jah Prayzer haana mota?

Son: Dad asi Jah Prayzer haana mota?
Dad: Of course anadzo hobho.
Son: kanjani ma newspaper ese ari kuti 'Jah Prayzer akakwira Gonyeti?"

Mapepa nhau paka hwina Jah Prayzah kuma MTV Afica Music Awards (MAMAs)

HERALD: Jah Prayzah speaks on MAMA award

KWAYEDZA: Jah Prayzah anotaura nezve award yake yekuMAMA


vaMugabe vakaramba kuenda kumakuva

BREAKING NEWS: Hanzi former President RG Mugabe varamba kuenda kunhamo kuHeroes Acre kundoviga Timothy Stamps vachiti ndinoitwa zvakaitwa Jah Prayzah

Get nyambo in your inbox!