Find by tag

Munhu haana chakanaka!

Maitiro evanhu vanegodo 

  1. Nice car - achaita accident pluz inodya fuel mota yacho 
  2. Rich family - vane chikwambo 
  3. Loving husband - akadyiswa
  4. Gain weight - ma ARV arikumubvuma wena 
  5. Loose weight - arikurwara chakamubata 
  6. Good marriage - havambopedza gore varivese
  7. Promotion at work - anodanana na Manager
  8. Look good - akwereta hembe
  9. Mukadzi akageza - anoda varume inzenza
  10. Build a nice house - achafa akaisiya
  11. Start a new project - hazvina kwazvinosvika.

Saka munhu woita zvipi?

Ndapotsa ndabatwa ndichi dongorera

But mfesi wangu Joromia akadyiswa zvakaipa nemukadzi wake.
 Ndakamudza kuti amanye kumba kwake madam vake vapinza chikomba.Kwakudzoka kubhawa achifemereka kwakuti "Ma1, ndapotswa ndabatwa ndichivadongorera!"

Get nyambo in your inbox!