Find by tag

vanhu rume vaka ngwarawawo

Musadheerere varume zviri mudzimba umu!
Shumba akadzoka kumba pakati pehusiku apa madam BP yakakwira..
Shumba: Mai kim ndivhurirewo door.
Mai kim: Handidi enda kwawanga uri. Inguvai idzodzi?
Shumba: Saka ndakuzvikanda hangu muswimming pool ndife.
Mai kim: Ifa i dont care. Shumba anotora zidombo okanda muswiming pool....juuubwiiiii.
wife panics and rushes out straight kuswimming pool. Shumba opinda mumba okiya door .
Mai kim: Ba kim nhai vhurai door.
Shumba: Wait ndichambofonera hama dzako nedzangu uvaudze kwaurikubva this time wakapfeka pant nebra.

Get nyambo in your inbox!