Find by tag

vanhu havachadi kunzwa kuti bond

Jonso : ndipowo movie shaaa rekuona
Tino: ok ndokupa ya James BOND
Jonso: pfutseki! gara nemovie rako

Munhu hauchada kunzwa word Bond chete

Get nyambo in your inbox!