Find by tag

maiguru vapedza kugeza

Mumwe murume aiva bofu akashanyira Mukoma wake ku town, airoja 1 room, ndokuwana mukoma asipo maiguru vachigeza. Akavamirira ndokupedza vakapinda vakamonera tauro ndokukwazisana havo vakabvisa tauro vachitemba kuti babamnn ibofu kwava kuzora mafuta namakumbo vachikotama vakafuratira  bamunini  apa nyaya dzichitsva .Ndokuti mafunga kuzotishanyirawo bamunini.Ivo vakati Hongu ndauya kuzokuudzai kuti ndavakuona ndakazorapwa maziso