Find by tag

Bond Notes - mushonga wemakonzo

Nhasi ndarohwa nehana kuseni ndirere. Pane munhu anga achideedzera achitengesa zvanzi 
"Wauya mushonga wemakonzo, wemapete newemasvosve. Vachada Bond tinaro rinouraya Economy ipapo ipapo"

Get nyambo in your inbox!