Find by tag

Masasi ekupenga - pastor vachidzinga dhimoni

Pastor vaiedza kudzinga demon , " mweya wepoverty out!!! Demoni rikati ndoendepi imi makapfeka bhachi remubhero"

World Cup ne nhamo yemu Zimbabwe

You see, 20 years ago waionera World Cup pawindow repabhawa uchidzingwa uchinzi vana endai munovata.

Nechemumoyo woti ndikakura ndichadzidza ndozoshanda basa rakanaka ndotengawo ziTV rangu ndo subscriber ndoonera mumba mangu.

Asi nhasi 20 years on wakura and wakadzidza BUT wakatotenga juzi remubhero uchiti uzopfeka uchinoonera World Cup kubhawa manheru.

This struggle will never end maCdes. Toita sei

Get nyambo in your inbox!