Find by tag

Vanhu vari ku batwa sugar diabetes

Chinoz: Ndirikutya kuenda kuchipatara, vanhu vakawanda varikubatwa sugar these days. Nemadiro angu eSadza ndogona kubatwa Upfu.

chikonzero chechirwere che shuga

Ongororo yaitwa nemadoctors iri kuratidza kuti vanhu vazhinji vari kubatwa nechirwere chesugar nechikonzero chemazita avari kudaidzwa nevadiwa vavo ekuti sweetie, honie, dia, lovie, chocolate .....

Paitwa kurudziro yekuti daidzanayi kuti nyevhe,dovi,lettuce, spinach, gogoya, tsangamidzi, tsunga kana cabbage kuderedza chirwere ichi ...........

Saka mudiwa wako uchamuti ani?