Find by tag

Bond Notes: kubuda color

Zvenyu zvekut munowerenga Mari uchiisa mate pachigunwe zvapera!! Ku Bond note chigunwe chosara chiri Green kunge wanga uchitemha Nyevhe

Dai vanhu vaiera zvirimwa

Ko dai vanhu vakanzi vaere zvirimwa?

  • Maswera seiko Tsunga munaka nemabhonzo
  • Maita Muboora mashizha emanhanga ndimika verudzi rwe butter nut
  • HEVOI Chibage mugutsa vanhu hupfu tinogaya manhuchu tinobika
  • Maita nzungu mutetenherwa kambeu kadiki
  • Hekani Mbambaira mufamba nepasi
  • Hekani nyevhe vekuvava vanononoka kuibva mudzinga vaenzi

Get nyambo in your inbox!